Jeremia 10:15 BDMCS

15 Hazvina maturo, zvinhu zvinofanira kutukwa; kutongwa kwazvo pakunosvika, zvose zvichaparara.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 10

Maonero Jeremia 10:15 akapoteredza