Jeremia 10:24 BDMCS

24 Ndirangei, Jehovha, asi chete nokururamisira, kwete mukutsamwa kwenyu, kuti murege kundiparadza zvachose.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 10

Maonero Jeremia 10:24 akapoteredza