Jeremia 11:4 BDMCS

4 mitemo yandakarayira madzitateguru enyu pandakavabudisa muIjipiti kubva muchoto chamatare.’ Ndakati, “Nditeererei mugoita zvose zvandinokurayirai, mugova vanhu vangu, ini ndigova Mwari wenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 11

Maonero Jeremia 11:4 akapoteredza