Jeremia 11:8 BDMCS

8 Asi havana kuteerera kana kuva nehanya; asi vakatevera kusindimara kwemwoyo yavo yakaipa. Saka ndakauyisa pamusoro pavo kutuka kwose kwesungano yandakanga ndavarayira kuti vatevere asi havana kuichengeta.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 11

Maonero Jeremia 11:8 akapoteredza