Jeremia 12:11 BDMCS

11 Uchaitwa dongo rakaoma uye rakaparadzwa pamberi pangu; nyika yose ichava dongo nokuti hakuna ane hanya.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 12

Maonero Jeremia 12:11 akapoteredza