Jeremia 12:14 BDMCS

14 Zvanzi naJehovha, “Kana vari vakaipa vakavakidzana nemi vanopamba nhaka yandakapa vanhu vangu vaIsraeri ndichavadzura munyika dzavo uye ndichadzura imba yaJudha kubva pakati pavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 12

Maonero Jeremia 12:14 akapoteredza