Jeremia 12:16 BDMCS

16 Zvino kana vadzidza zvakanaka nzira dzavanhu vangu nokupika nezita rangu, vachiti, “Zvirokwazvo naJehovha mupenyu, kunyange havo vakambodzidzisa vanhu vangu kupika naBhaari, ipapo vachasimbiswa pakati pavanhu vangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 12

Maonero Jeremia 12:16 akapoteredza