Jeremia 13:17 BDMCS

17 Asi kana musingateereri, ndichachema pakavanda nokuda kwokuzvikudza kwenyu; Meso angu achachema zvikuru, achiyerera misodzi, nokuti boka ramakwai raJehovha richaendeswa kuutapwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 13

Maonero Jeremia 13:17 akapoteredza