Jeremia 13:22 BDMCS

22 Zvino kana ukazvibvunza pachako, uchiti: “Sei izvi zvaitika kwandiri?”—zvaitika nokuda kwezvivi zvako zvizhinji, kuti nguo dzako dzabvarurwa, uye muviri wako ukasabatwa zvakanaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 13

Maonero Jeremia 13:22 akapoteredza