Jeremia 14:14 BDMCS

14 Ipapo Jehovha akati kwandiri, “Vaprofita vanoprofita nhema muzita rangu. Ini handina kuvatuma kana kuvagadza kana kutaura kwavari. Vanokuprofiterai zviratidzo zvenhema, nezvakavukwa, nezvifananidzo nokurasika kwendangariro dzavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 14

Maonero Jeremia 14:14 akapoteredza