Jeremia 14:19 BDMCS

19 Ko, maramba Judha zvachose here? Munozvidza Zioni here? Sei makatirwadzisa zvokuti tirege kuporeswa? Takatarisira rugare asi hakuna chakanaka chakauya, takatarisira nguva yokuporeswa asi panongova nokuvhunduswa bedzi.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 14

Maonero Jeremia 14:19 akapoteredza