Jeremia 14:3 BDMCS

3 Vanokudzwa vanotuma varanda vavo kundochera mvura; vanoenda kumatsime, asi vanoshayiwa mvura. Vanodzoka nezvirongo zvavo zvisina mvura; vaora mwoyo uye vasisina tariro, vanofukidza misoro yavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 14

Maonero Jeremia 14:3 akapoteredza