Jeremia 15:1 BDMCS

1 Ipapo Jehovha akati kwandiri, “Kunyange dai Mozisi naSamueri vaimira pamberi pangu, mwoyo wangu hawaiva nehanya navanhu ava. Vadzingei pamberi pangu! Regai vaende!

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 15

Maonero Jeremia 15:1 akapoteredza