Jeremia 15:17 BDMCS

17 Handina kumbogara pakati peungano yavanozvifadza, handina kumbofara navo; ndakagara ndoga nokuti ruoko rwenyu rwaiva pamusoro pangu, uye makanga mandizadza nokutsamwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 15

Maonero Jeremia 15:17 akapoteredza