Jeremia 15:19 BDMCS

19 Naizvozvo zvanzi naJehovha, “Kana ukatendeuka, ndichakudzosazve kuti ugondishumira; kana ukataura zvakafanira, kwete mashoko asakafanira, uchava somuromo wangu. Vanhu ava ngavadzokere kwauri, asi iwe usaenda kwavari.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 15

Maonero Jeremia 15:19 akapoteredza