Jeremia 15:8 BDMCS

8 Ndichawanza chirikadzi dzavo kupfuura jecha regungwa. Panguva yamasikati ndichauyisa muparadzi, pamusoro pavanamai vamajaya avo; pakarepo, ndichaburutsa pamusoro pavo kurwadziwa uye kutya.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 15

Maonero Jeremia 15:8 akapoteredza