Jeremia 16:15 BDMCS

15 asi vachati, ‘NaJehovha mupenyu, iye akabudisa vaIsraeri kubva munyika yokumusoro uye nokubva munyika dzose dzaakanga avadzingira.’ Nokuti ndichavadzoserazve kunyika yandakapa madzitateguru avo.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 16

Maonero Jeremia 16:15 akapoteredza