Jeremia 17:11 BDMCS

11 Sechikwari chinochochonya mazai achisina kukandira, ndizvo zvakaita munhu anowana pfuma nokusarurama. Pakati pamazuva ake, zvichamusiya, uye pakupedzisira achazviona kuti ibenzi.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 17

Maonero Jeremia 17:11 akapoteredza