Jeremia 17:18 BDMCS

18 Vatambudzi vangu ngavanyadziswe, asi ini ndidzivirirei pakunyadziswa; ngavavhunduswe ivo, asi ini ndidzivirirei pakuvhunduswa. Uyisai pamusoro pavo zuva renjodzi; vaparadzei nokuparadza kwakapetwa kaviri.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 17

Maonero Jeremia 17:18 akapoteredza