6 Achafanana negwenzi murenje; haangaoni kubudirira pakunosvika. Achagara munzvimbo dzakaoma dzemugwenga, munyika yomunyu isingagarwi nomunhu.
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 17
Maonero Jeremia 17:6 akapoteredza