Jeremia 17:8 BDMCS

8 Achafanana nomuti wakasimwa pamvura, unotuma midzi yawo kurukova. Hautyi kana kupisa kuchisvika; mashizha awo anogara ari manyoro. Haufunganyi mugore rokusanaya kwemvura, uye haumboshayiwi zvibereko.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 17

Maonero Jeremia 17:8 akapoteredza