Jeremia 2:21 BDMCS

21 Ndakanga ndakusima somuzambiringa wakanakisa, uri mbeu kwayo inovimbika. Ko, zvino wakazondishandukira sei ukava muzambiringa webundo wakaora?

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 2

Maonero Jeremia 2:21 akapoteredza