Jeremia 20:13 BDMCS

13 Imbirai Jehovha! Ipai rumbidzo kuna Jehovha! Iye anorwira upenyu hwavanoshayiwa kubva mumaoko avakaipa.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 20

Maonero Jeremia 20:13 akapoteredza