7 Haiwa Jehovha makandinyengera, uye ndakanyengerwa; makandikurira uye mukakunda, vanondiseka zuva rose; munhu wose anondiseka.
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 20
Maonero Jeremia 20:7 akapoteredza