Jeremia 21:12 BDMCS

12 imi imba yaDhavhidhi. Zvanzi naJehovha, “ ‘Tongai nokururamisira mangwanani ari ose, murwire akabirwa muruoko rwomumanikidzi, kuti kutsamwa kwangu kurege kubuda kukakupisai somoto, nokuda kwezvakaipa zvamakaita, kuchipfuta pasina angakudzima.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 21

Maonero Jeremia 21:12 akapoteredza