Jeremia 21:9 BDMCS

9 Ani naani achagara muguta rino achafa nomunondo, nenzara kana nedenda. Asi ani naani achabuda akandozvipira kuvaBhabhironi vakakukombai achararama; achatiza noupenyu hwake.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 21

Maonero Jeremia 21:9 akapoteredza