Jeremia 22:10 BDMCS

10 Musachema mambo akafa kana kumuungudzira; asi muchemere kwazvo uyo akatapwa, nokuti haachambodzoki kana kuzoonazve nyika yaakaberekerwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 22

Maonero Jeremia 22:10 akapoteredza