Jeremia 22:13 BDMCS

13 “Ane nhamo uyo anovaka muzinda wake nokusarurama, namakamuri ake okumusoro nokusaruramisira, anoshandisa vanhu vokwake pasina chaanovapa, asingavaripiri pakushanda kwavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 22

Maonero Jeremia 22:13 akapoteredza