Jeremia 22:15 BDMCS

15 “Izvozvo zvinokuita mambo here, kuva nemisidhari yakawandawanda? Ko, baba vako havana kuwana zvokudya nezvokunwa here? Iye akaita zvakarurama uye nokururamisira, saka zvose zvakamufambira zvakanaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 22

Maonero Jeremia 22:15 akapoteredza