26 Ndichapotsera iwe namai vakakubereka kune imwe nyika kwamusina kuberekerwa, uye ikoko kwamuchandofira muri vaviri.
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 22
Maonero Jeremia 22:26 akapoteredza