Jeremia 22:30 BDMCS

30 Zvanzi naJehovha, “Nyora munhu uyu seasina mwana, munhu asingazofari pamazuva oupenyu hwake, nokuti hakuna mwana wake achafara, hakuna achagara pachigaro choushe chaDhavhidhi, kana kutongazve maJudha.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 22

Maonero Jeremia 22:30 akapoteredza