Jeremia 22:4 BDMCS

4 Nokuti kana mukachenjerera kuteerera mirayiro, ipapo madzimambo anogara pachigaro chaDhavhidhi achapinda napamasuo omuzinda uyu, vakakwira mungoro nepamabhiza vachiperekedzwa namachinda avo navanhu vavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 22

Maonero Jeremia 22:4 akapoteredza