11 “Muprofita nomuprista vose havana umwari; kunyange mutemberi yangu ndinowana kuipa kwavo,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 23
Maonero Jeremia 23:11 akapoteredza