Jeremia 23:27 BDMCS

27 Vanofunga kuti zviroto zvavanoudzana zvichaita kuti vanhu vangu vakanganwe zita rangu sezvakaita madzibaba avo akakanganwa zita rangu nokuda kwokunamata Bhaari.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 23

Maonero Jeremia 23:27 akapoteredza