36 Inzwai kuchema kwavafudzi, nokuungudza kwavatungamiriri veboka, nokuti Jehovha ari kuparadza mafuro avo.
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 25
Maonero Jeremia 25:36 akapoteredza