Jeremia 25:5 BDMCS

5 Ivo vakati, “Dzokai zvino mumwe nomumwe wenyu, kubva panzira dzenyu dzakaipa nepamabasa enyu akaipa, mugogara munyika yamakapiwa naJehovha imi namadzibaba enyu nokusingaperi.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 25

Maonero Jeremia 25:5 akapoteredza