Jeremia 27:1 BDMCS

1 Pakutanga kwokubata ushe kwaZedhekia mwanakomana waJosia mambo weJudha, shoko iri rakasvika kuna Jeremia richibva kuna Jehovha, richiti:

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 27

Maonero Jeremia 27:1 akapoteredza