Jeremia 27:20 BDMCS

20 zvisina kutorwa naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi paakatapa Jehoyakini mwanakomana waJehoyakimi mambo weJudha kubva kuJerusarema achimuendesa kuBhabhironi.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 27

Maonero Jeremia 27:20 akapoteredza