Jeremia 28:15 BDMCS

15 Ipapo muprofita Jeremia akati kuna Hanania muprofita, “Chinzwa, Hanania! Jehovha haana kukutuma iwe, asi wakanyengerera rudzi urwu kuti ruvimbe nenhema dzako.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 28

Maonero Jeremia 28:15 akapoteredza