Jeremia 28:4 BDMCS

4 Ndichadzosazve kunzvimbo ino Jehoyakini mwanakomana waJehoyakimi mambo weJudha navose vakatapwa kubva kuJudha, vakaenda kuBhabhironi,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘nokuti ndichavhuna joko ramambo weBhabhironi.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 28

Maonero Jeremia 28:4 akapoteredza