Jeremia 29:11 BDMCS

11 Nokuti ndinoziva urongwa hwandinahwo pamusoro penyu,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “urongwa hwokuti mubudirire, kwete kukuitirai zvakaipa, urongwa hunokupai tariro neramangwana rakanaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 29

Maonero Jeremia 29:11 akapoteredza