Jeremia 29:25 BDMCS

25 “Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, Mwari weIsraeri: Wakatumira matsamba muzita rako kuvanhu vose vomuJerusarema, kuna Zefania mwanakomana waMaaseya muprista, nokuna vamwe vaprista vose. Wakati kuna Zefania,

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 29

Maonero Jeremia 29:25 akapoteredza