Jeremia 3:13 BDMCS

13 Imi zivai mhosva yenyu chete, kuti makamukira Jehovha Mwari wenyu, mukafadza vamwari vavatorwa muri pasi pomuti mumwe nomumwe wakapfumvutira, uye hamuna kunditeerera,’ ”ndizvo zvinotaura Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 3

Maonero Jeremia 3:13 akapoteredza