Jeremia 30:14 BDMCS

14 Vose vaikuda vakakukanganwa; havachina hanya newe. Ndakakurova sezvinoitwa nomuvengi ndikakuranga sezvinoitwa nouno utsinye nokuti zvivi zvako zvakawanda.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 30

Maonero Jeremia 30:14 akapoteredza