Jeremia 31:13 BDMCS

13 Ipapo varandakadzi vachatamba uye vachafara, majaya navatana vachafarawo. Ndichashandura kuchema kwavo kuti kuve mufaro; ndichavanyaradza nokuvapa mufaro pachinzvimbo chokusuwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 31

Maonero Jeremia 31:13 akapoteredza