15 Zvanzi naJehovha, “Inzwi rinonzwikwa muRama, rokuungudza nokuchema kukuru, Rakeri achichema vana vake uye achiramba kunyaradzwa, nokuti vana vake havachipo.”
Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 31
Maonero Jeremia 31:15 akapoteredza