Jeremia 31:20 BDMCS

20 Ko, Efuremu haasi mwanakomana wangu anodikanwa, mwana anondifadza here? Kunyange dai ndichimbomutuka hangu, ndinoramba ndichimurangarira. Naizvozvo, mwoyo wangu unomushuva; ndinomunzwira tsitsi kwazvo,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 31

Maonero Jeremia 31:20 akapoteredza