Jeremia 31:29 BDMCS

29 “Mumazuva iwayo vanhu havangazoti, ‘Madzibaba akadya mazambiringa anovava, mazino avana akaita hwadzira.’

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 31

Maonero Jeremia 31:29 akapoteredza