Jeremia 31:40 BDMCS

40 Mupata wose unorasirwa zvitunha namadota, neminda yose kusvikira kuMupata weKidhironi kumabvazuva kusvikira kukona reSuo raMabhiza, zvichava zvitsvene kuna Jehovha. Guta harichazombodzurwi kana kuparadzwazve.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 31

Maonero Jeremia 31:40 akapoteredza