Jeremia 31:8 BDMCS

8 Tarirai, ndichavauyisa vachibva kunyika yokumusoro, uye ndigovaunganidza kubva kumigumo yenyika. Pakati pavo pachava namapofu nezvirema, navanamai vane pamuviri navakadzi vanorwadziwa; boka guru richadzoka kuno.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 31

Maonero Jeremia 31:8 akapoteredza